Duramazwi · zita
gaya
grind · digest · digest; grind · jrind
Duramazwi · zita
grind · digest · digest; grind · jrind
Kugaya chibage kana dzimwewo tsanga dzembeu kudzitsetsa nemuchini kana guyo kuti dziite upfu.
(manje) Kana munhu achigaya anenge ari kufunga zvakadzama pamusoro penyaya inenge ichimuvhiringa.
Gaya mutambo wevana vadiki wavanenge vachitsikana nemakumbo, vachiita zvokuwarukirana.
Gakanje.

Chibanzuro mudziyo ungashandiswa kugaya kana kutsemura matombo kana zvimwewo.
Ichi chirwere chinoita kuti ropa remunhu ritadze kugaya shuga iri mumuviri.

Huyira itsika yekunonoka kugaya upfu, wozotanga poto yesadza yatova pamoto.

Kuti tsetsenu kugaya kana kukuya zvinhu kuti zvisare zvisina kumhazhika.
Kugaya chibage kana dzimwewo tsanga dzembeu kudzitsetsa nemuchini kana guyo kuti dziite upfu.
-pinimidza
-funga
Duramazwi
01 / 03gazhi
Gazhi chibage chidiki chinenge chichiri kukura.
VerengaSwipe for the next word