Kwaunobva/Duramazwi/G/gazhi
Duramazwi · zita
Gazhi chibage chidiki chinenge chichiri kukura.
Duramazwi
ge-
rovera pamuti.
gebhuru
Gebhuru mudhuri wakakwirira uri kumativi ehozi.
gebu
Kuti gebu kutunga nenyanga zvakasimba kunogona kuitwa nen'ombe.
Swipe for the next word