KwaunobvaDuramazwiGge-

Duramazwi

ge-

chidhiraivhomudhiraivhochimudhiraivho

Zvinoreva

rovera pamuti.

Ichi chivakapakati chinotaridza zvinhu zvinogona kuitika kana kunge zvakaitika.

Kuti ge kutemera pakaoma sezvingaita badza padombo.

1

rovera pamuti.

Kuti ge ge ge kucheka zvakadzika nechinhu chakarodzeka, kuti panhu pashame.

Kuti ge ge ge kuseka kwenguva refu, kazhinji zviri zvounzenza.

Kuti ge kutemera pakaoma sezvingaita badza padombo.

2

Ichi chivakapakati chinotaridza zvinhu zvinogona kuitika kana kunge zvakaitika.

Pawakasvika kumba kwangu, ndaigenge ndaenda kupi.

Kuti ge ge ge kucheka zvakadzika nechinhu chakarodzeka, kuti panhu pashame.

Kuti ge ge ge kuseka kwenguva refu, kazhinji zviri zvounzenza.

3

Kuti ge kutemera pakaoma sezvingaita badza padombo.

Kuti ge ge ge kucheka zvakadzika nechinhu chakarodzeka, kuti panhu pashame.

Kuti ge ge ge kuseka kwenguva refu, kazhinji zviri zvounzenza.

Kuti ge kutemera pakaoma sezvingaita badza padombo.

Zvakafanana

chidhiraivho · mudhiraivho · chimudhiraivho

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gebhuru

Gebhuru mudhuri wakakwirira uri kumativi ehozi.

Verenga

Swipe for the next word