KwaunobvaDuramazwiDdzeya

Duramazwi · zita

dzeya

Zvinoreva

Madzimo.

Kudzeya kutsenga zvambomedzwa, kunoitwa nedzimwe mhuka padzinenge dzazorora.

1

Madzimo.

Kana uchidzeya nyaya unenge uchinatsofunga nezvayo, pave pasure uye uri woga.

Kudzeya kutsenga zvambomedzwa, kunoitwa nedzimwe mhuka padzinenge dzazorora.

Guru chikamu chedumbu remhuka dzinodzeya, rine mukati makakwasharara.

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzeyo

Madzeyo mazino makuru ari kumatadza, anoshandiswa pakutsenga.

Verenga

Swipe for the next word