KwaunobvaDuramazwiZzheura

Duramazwi

zheura

-tsangunya-zeya

Zvinoreva

Kuzheura kutsenga chinhu chakaoma uchiita ruzha.

1

Kana mhuka ichizheura inenge ichitsenga zvakare uswa hwainenge yambofura ikachengeta mudumbu.

2

3

Kuzheura kutema chinhu.

Zvakafanana

-tsangunya · -zeya

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhezha

Nguva yerusununguko ruzivo.

Verenga

Swipe for the next word