KwaunobvaDuramazwiZzhezhera

Duramazwi

zhezhera

-shoshoma

Zvinoreva

Kuzhezhera kutaura izwi risinganyatsobuda zvakanaka, sezvinoita munhu kana achirwara nepahuro.

1

Zvakafanana

-shoshoma

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhii

Kana ukati moto zhii unenge wauvesa wakawanda uye uchibvira zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word