Kwaunobva

tema

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kurova chinhu nechombo kuti chidonhe.

    Akaenda nefuma yose yeimba yaJehovha, nefuma yeimba yamambo, akatema-tema nhumbi dzose dzendarama dzakanga dzaitwa naSoromoni mambo welsiraeri mutemberi yaJehovha, sezvakanga zvataurwa naJehovha.

  2. 2

    Kana uchitema muti unenge uchishandisa demo uchirinyudza mauri, nokuumedura zvishoma zvishoma kusvika wawira pasi.

    Vaibva vaita zvokurova vachigomera kunge uya ari kutema mhanda yomugodo nedemo rakambotemerwa pasi nepwere.

  3. 3

    Kana vanhu vachitema chibage vanenge vachiriga nebadza kuti vagochikohwa.

  4. 4

    Kana uchitema shiri nedombo, unenge uchiriposhera kwairi.

  5. 5

    Kudzika mutemo.

  6. 6

    Kana vabereki vachitema roora vanenge vachireva pfuma yavanoda kubva kumukuwasha.

  7. 7

    Panyaya dzekutonga dzimhosva kana mutongi akatema mutongo anenge apa mutongo wanyakupara mhosva.

  8. 8

    KANA MUSORO UCHITEMA unenge uchirwadza.

  9. 9

    Kuti tema kutiza uchimhanya zvikuru.

  10. 10

    Iri idzitsi rechipauro rinoreva ruvara rwakafanana nerwematsito kana mazimbe asina moto.

    Naizvozvo pfungwa yeganda inofanira kupembererwa pane kunyara kuti uri munhu mutema.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary