Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachinzi vakati tema tema vanenge vakadzingirirana zvakasimba.
Kana munhu achitema-tema chinhu anenge achichijagada-jagada nezvakaita sedemo kuti chisare chenge upfu kana kuti chave netunhango tudiki.
1

2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03temba
Kutemba kuvimba nomumwe munhu kana chimwewo chinhu kuti chinogona kukubatsira.
VerengaSwipe for the next word