KwaunobvaDuramazwiTtemba

Duramazwi

temba

-nyinda

Zvinoreva

Kutemba kuvimba nomumwe munhu kana chimwewo chinhu kuti chinogona kukubatsira.

1

Kutemba kuvimba nomumwe munhu kana chimwewo chinhu kuti chinogona kukubatsira.

Kuti temba temba kusimudza chinhu chinorema kunenge kuchiitwa navanhu vakawanda.

Vainge votyira vana vavo kunyangwe zvazvo vaitemba navo.

Unofa wakasvinura sematemba hama yangu ndokutaurira.

Zvakafanana

-nyinda

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

temba temba

Kuti temba temba kusimudza chinhu chinorema kunenge kuchiitwa navanhu vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word