KwaunobvaDuramazwiGgonda

Duramazwi

gonda

-vimba-nyinda-gondedzera

Zvinoreva

Kana munhu achigonda nechimwe chinhu anenge achitosimba naichocho chete.

1

Kana munhu achigonda nechimwe chinhu anenge achitosimba naichocho chete.

Kupfuura nomuchinanga hugonda neshangu.

Zvimirire wega, kwete kungogonda madzikoma.

Kana munhu achigonda nechimwe chinhu anenge achitosimba naichocho chete.

Zvakafanana

-vimba · -nyinda · -gondedzera

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gondemukonde

Kana zvikanzi sadza ranga rakaita gondemukonde rinenge rakawanda zvikuru uye rakapakurwa kuitwa mikonde.

Verenga

Swipe for the next word