Duramazwi · zita
gondo
eagle
Duramazwi · zita
eagle
Gondo inzira yakapfumbira uye inoshandiswa nevanhu zvakanyanya.
Kana munhu achinzi ane gondo anenge ane kapfungwa kokusada kuita basa raanosungirwa kuita, achiti mumwe munhu azomuitira.
Gondo ishiri yakakura inodya huku, dzimwe shiri nemhuka diki.
Gondo mweya unonhuhwa chaizvo unogona kunzwika paganda romunhu.

Gondo rakati zivhaa kumhara mumuhacha x.
Gondo rakadzika ndokuti nhiyo dzu, kwava kabva rakwirazve mudenga, ndokubhururuka ndokuenda.
Gondo mweya unonhuhwa chaizvo unogona kunzwika paganda romunhu.
Kana munhu achinzi ane gondo anenge ane kapfungwa kokusada kuita basa raanosungirwa kuita, achiti mumwe munhu azomuitira.
Gondo rakati zivhaa kumhara mumuhacha x.
Gondo mweya unonhuhwa chaizvo unogona kunzwika paganda romunhu.
Gondo ishiri yakakura inodya huku, dzimwe shiri nemhuka diki.
Gondo ishiri yakakura inodya huku, dzimwe shiri nemhuka diki.
Gondo mweya unonhuhwa chaizvo unogona kunzwika paganda romunhu.
Gondo ishiri yakakura inodya huku, dzimwe shiri nemhuka diki.
Kana munhu achinzi ane gondo anenge ane kapfungwa kokusada kuita basa raanosungirwa kuita, achiti mumwe munhu azomuitira.
Gondo mweya unonhuhwa chaizvo unogona kunzwika paganda romunhu.
Gondo ishiri yakakura inodya huku, dzimwe shiri nemhuka diki.
Kana munhu achinzi ane gondo anenge ane kapfungwa kokusada kuita basa raanosungirwa kuita, achiti mumwe munhu azomuitira.
Ngondongondo - Kudonha pasi zvine simba rakawanda ii.
Duramazwi
01 / 03gondodza
Kana mhou ichigondodza inenge ichiramba ichiyamwisa mhuru yapfuura zera rokuyamwa.
VerengaSwipe for the next word