Duramazwi01 / 03makonyaMakonya munhu anoda kuzviita mukuru asi iye asina simba neushingi, pamwe chete nokushaya unhu paupenyu hwake.Verenga→
Duramazwi03 / 03makonyongaMakonyonga kupindana-pindana nokukupesanapesana kwavanhu vakawanda vachienda kwakasiyana-siyana.Verenga→