KwaunobvaDuramazwiMmakomborero

Duramazwi · zita

makomborero

Zvinoreva

Izvi zvinhu zvakanaka zvinoitika kumunhu, zvinotenderwa kuti zvinenge zvabva kuna Mwari. Mwari vakatipa makomborero tikawana mwanasikana.

1

Izvi zvinhu zvakanaka zvinoitika kumunhu, zvinotenderwa kuti zvinenge zvabva kuna Mwari. Mwari vakatipa makomborero tikawana mwanasikana.

Girasiya makomborero anopiwa munhu kuburikidza nokunamata nokuteera mitemo yaMwari.

Kana munhu akati matenga andiona anenge ari kutaura kuti midzimu yake yamupa makomborero.

Kutenda kubvumira mune chimwe chezvitendero zviri munyika. Kana ukatenda kuna Mwari unopiwa makomborero.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word