KwaunobvaDuramazwiMmakombora

Duramazwi · zita

makombora

Zvinoreva

Makombora mabiko anoitwa nevanhu vashoma panenge pazvarwa mwana.

1

Makombora mabiko anoitwa nevanhu vashoma panenge pazvarwa mwana.

Makombora mabiko anoitwa nevanhu vashoma panenge pazvarwa mwana.

Zvakafanana

musere

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makomborero

Izvi zvinhu zvakanaka zvinoitika kumunhu, zvinotenderwa kuti zvinenge zvabva kuna Mwari. Mwari vakatipa makomborero tikawana mwanasikana.

Verenga

Swipe for the next word