KwaunobvaDuramazwiMmukarirano

Duramazwi · zita

mukarirano

complacency

gondano

Zvinoreva

Uku kusada kuita basa kwevanhu, mumwe nemumwe achiti mumwe ndiye anofanirwa kuriita.

1

Uku kusada kuita basa kwevanhu, mumwe nemumwe achiti mumwe ndiye anofanirwa kuriita.

Zvakaipira kuroora vakadzi vaviri ndezvokuti unogona kurara nenzara vachiita mukarirano wokubika.

Kana vanhu vachikondana vanenge vachiita mukarirano, kana kuti vachiregererana pakuita zvimwe zvinhu.

Kana vanhu vachikandidzana chinhu vanenge vachichipotsera vachiita mukarirano wokuchitora, vachichidzorera kwachabva.

Zvakafanana

gondano

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukaro

Mukaro itambo inosungirirwa mumhino dzemhuka pakupingudza.

Verenga

Swipe for the next word