KwaunobvaDuramazwiMmukaro

Duramazwi · zita

mukaro

rwauro

Zvinoreva

Mukaro itambo inosungirirwa mumhino dzemhuka pakupingudza.

1

Mukaro itambo inosungirirwa mumhino dzemhuka pakupingudza.

Mukaro itambo inosungirirwa mumhino dzemhuka pakupingudza.

Zvakafanana

rwauro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukaruka

Mukaruka munhu anokurudzira vanhu kuti vashande nesimba pane zvavanenge vachiita.

Verenga

Swipe for the next word