Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukashu muti unogona kusvuurwa makavi.
Mukashu muti unogara wakapfumvutira, unobereka tumichero tudiki twegirini uye tusingadyiwi.
1
Mukashu muti unogona kusvuurwa makavi.
Ko mupfuti mukashu here?
Mukashu muti unogara wakapfumvutira, unobereka tumichero tudiki twegirini uye tusingadyiwi.
Mukashu muti unogona kusvuurwa makavi.
2

3
Muchenya.
Zvakafanana
bote · musingwiswi · mukamamasanhi · mukaururo · mutowamakaka · muzungurwi · dzurungu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukate
Mukate ihari huru inobikirwa sadza.
VerengaSwipe for the next word