Duramazwi · zita
mukarushu
Zvinoreva
Mukedhemu muti unomera munzvimbo dzinonaya mvura zhinji, wakada kufanana nomuzhanje asi iwo uchibereka vana vanodyiwa zvomukati kana vaoma.
1

Zvakafanana
mukarushu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukeyo
Mukeyo mudziyo unotakurirwa doro kubva paranga richinwirwa richiendwa naro kumba.
VerengaSwipe for the next word