Duramazwi
Zvinoreva
Kana mhou ichigondodza inenge ichiramba ichiyamwisa mhuru yapfuura zera rokuyamwa.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gondora
Gondora imhuru inenge yasvika zera rekukurumuka asi ichiri kungoyamwa pana mai vayo.
VerengaSwipe for the next word