KwaunobvaDuramazwiGgonana

Duramazwi

gonana

Zvinoreva

Kana vanhu vachigonana vanozivana maitiro avo vose, zvokuti hapana anodherera mumwe.

1

Mukadzi anogonana nerume rake.

Kana vanhu vachigonana vanozivana maitiro avo vose, zvokuti hapana anodherera mumwe.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gonda

Kana munhu achigonda nechimwe chinhu anenge achitosimba naichocho chete.

Verenga

Swipe for the next word