KwaunobvaDuramazwiGgonamombe

Duramazwi · zita

gonamombe

Zvinoreva

ti murume anenge atadza kuita zvinenge zvichidiwa nemudzimu uyu.

Gonamombe inyanga yemhuka yakagadzirwa munochengeterwa fodya yebute mukati.

kanu. Kana vavhimi vachiti gonamombe vanenge vachitaurirana kuti vaona mhuka yakarara, vava kuda kutanga kuitandanisa.

1

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gonana

Kana vanhu vachigonana vanozivana maitiro avo vose, zvokuti hapana anodherera mumwe.

Verenga

Swipe for the next word