Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gon'on'o kugara munhu akatonona, achiratidza kuti haana zvekuita kana kuti ane nungo.
Kuti gon'on'o kuchonjomara kwemunhu akaparadzanisa mabvi.
1

2

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gona
competent
VerengaSwipe for the next word