KwaunobvaDuramazwiGgonon'ono

Duramazwi · zita

gonon'ono

Zvinoreva

Goromondo.

Kuti gonon'ono kugara kwemunhu asina zvaari kuda kuita, kazhinji panenge paine usimbe mukati.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gonya

Kugonya kugara kana kurara maoko namakumbo asina kutambanuka.

Verenga

Swipe for the next word