Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakagonyana chinenge chisina kuti tasa asi chakazviunganidza panzvimbo imwe.
1

Kuti takanya kufamba kana kugonyana kunoita gonye.
Tsangamidzi kabundo kanoita tumidzi twakagonyana, tunonhuhwira nokuvava uye tunoshandiswa somushonga wemudumbu uyewo pakubika.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gonye
caterpillar; worm
VerengaSwipe for the next word