Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakati gonyo chinenge chiine pachakafonyoka.
1
Kana chinhu chakati gonyo chinenge chiine pachakafonyoka.
Kana chinhu chakati gonyo chinenge chiine pachakafonyoka.
Kana danda richinzi rine magonyo rinenge risina kutwasamuka rakafonyoka-fonyoka.
Mugonyo mubato wakamonyoroka, unenge wemukombe.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gonyodza
Kugonyodza kurova chinhu kuti chipetane chichiita mamiriro aunoda.
VerengaSwipe for the next word