Duramazwi · zita
gonye
caterpillar; worm
Duramazwi · zita
caterpillar; worm
Gonye izai rechi pembenene chinenge chisati chanyatsa kuchochonyeka, rinogona kudya uswa kana mashizha emiti.
Gonye izai rechi pembenene chinenge chisati chanyatsa kuchochonyeka, rinogona kudya uswa kana mashizha emiti.
Huku dzinobvubvudza kana ukadzikandira gonye.
Gonye munhu kana chinhu chinokonzera kuti vanhu vakagara zvakanaka vapokane.
Kana gonye richiti tukunyu kubuda muvhu rinenge richitseketedza kubuda.
Gonye munhu kana chinhu chinokonzera kuti vanhu vakagara zvakanaka vapokane.
Duramazwi
01 / 03gonyedanga
Gonyedanga rudzi rwehonye dzinogara mudanga kana mundove yemombe.
VerengaSwipe for the next word