KwaunobvaDuramazwiMmunyurwi

Duramazwi · zita

munyurwi

worm

hwemisi

Zvinoreva

Munyurwi chipuka chisina makumbo, chinofamba chichizvongonyoka, chinogara muvhu rakanyorova. Tinogona kushandisa munyurwi pakubata hove nechiredzo.

1

Munyurwi chirwere chokuzvimba zvokuta-ndira tsoka chinonzi chinowanikwa mumvura yakaita madhaka.

2

Zvakafanana

hwemisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munzaa

Munzaa ibhegi rinoisirwa nhumbi nomunhu kana achifamba rwendo.

Verenga

Swipe for the next word