KwaunobvaDuramazwiMmunyungira

Duramazwi

munyungira

Zvinoreva

Kumunyungira kudya chikafu chakaoma wakavhara muromo, zvekuti unenge uchinzwi-ka karuzha kanenge kachibva muku-edza kubanda kwaunenge uchiita.

1

Kumunyungira kudya chikafu chakaoma wakavhara muromo, zvekuti unenge uchinzwi-ka karuzha kanenge kachibva muku-edza kubanda kwaunenge uchiita.

Chinanzvirwa idovi kana chimwewo chinhu chinonaka chinodyiwa munhu achingomunyungira.

Chihwitsi kagodo kezvimwe zvakasanganiswa neshuga kanowanzodyiwa munhu achiita zvokumunyungira.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyungu

Kuti munyungu kuita karuzha pakuedza kutsenga chikafu chakaomarara kwaunenge uchiita wakavhara muromo.

Verenga

Swipe for the next word