KwaunobvaDuramazwiMmunyu

Zvinoreva

Munyu zvitsanga kana zviupfu zvinorungiswa usavi, zvekuti kana zvisipo nyama kana muriwo haudyike.

1

Munyu zvitsanga kana zviupfu zvinorungiswa usavi, zvekuti kana zvisipo nyama kana muriwo haudyike.

Maitakue vakadzokera kwave kunoisa munyu chete ndowaivepo.

Tave kukuzivai vana nyama kuti munonaka mune munyu" akadaro achitaurira mumwoyo make achinzwa kutsva chaiko neshungu.

Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi (munyu).

Zvakafanana

sauti · chai

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyukwe

Munyukwe mwando unobuda pauriri hweimba yakaroverwa munguva yokunaya kwemvura.

Verenga

Swipe for the next word