Duramazwi02 / 03munyukweMunyukwe mwando unobuda pauriri hweimba yakaroverwa munguva yokunaya kwemvura.Verenga→
Duramazwi03 / 03munyungiraKumunyungira kudya chikafu chakaoma wakavhara muromo, zvekuti unenge uchinzwi-ka karuzha kanenge kachibva muku-edza kubanda kwaunenge uchiita.Verenga→