KwaunobvaDuramazwiMmunyori

Duramazwi · zita

munyori

author · columnist · composer · scribe · secretary · writer

Zvinoreva

Munyori munhu anonyora nyaya kana zvimwewo zvinozobuda zvava mumabhuku kana mumapepanhau.

1

Munyori munhu anonyora nyaya kana zvimwewo zvinozobuda zvava mumabhuku kana mumapepanhau.

Munyori anoshandisa nzira dzipi kusundudzira rongetedzo yenyaya iri mubhuku iri mberi?

Munyori akaziva sei kuti kuMurrey and Roberts kunogona kuwanikwa basa rehumanager?

Munyori akazosiirei basa kukambani yeMahindra Truck kwaakamboshanda?

2

Munyori munhu anonyora pasi zvinenge zvichitaurwa nevanhu pamusangano.

Zvakafanana

sekiritari

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyori wenhoroondo

historian

Verenga

Swipe for the next word