Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kugonya kugara kana kurara maoko namakumbo asina kutambanuka.
Gonya kuita nharo uchivimba kuti mumwe achazokubatsira kana pakamuka bongozozo.
Kugonya kugara kana kurara maoko namakumbo asina kutambanuka.
Kuhon'a.
Zongororo kugonya haro asi shungu rinadzo.
Kukodobora kujogonya nechigunwe uchichipinza mumwena, kana kuti uchitochera mwena.
Gonya kuita nharo uchivimba kuti mumwe achazokubatsira kana pakamuka bongozozo.
Kuti kongonya kongonya kufamba nekukurumidza kwemunhu akaonda chaizvo.
Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.
Kuvhorongonya kubvanyangura zvinhu uchisiya zvisina kugara zvakanaka.
Zvakafanana
-funya · -pfunya · mukonyo
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gonyana
Kana chinhu chakagonyana chinenge chisina kuti tasa asi chakazviunganidza panzvimbo imwe.
VerengaSwipe for the next word