Tsumo · Unhu
Zongororo kugonya haro asi shungu rinadzo.
Zvinorehwa
Munhu mungangomuona kunyarara asi ane shungu mumwoyo make. Vamwe vanhu havagoni kutaura zviri mumwoyo yavo. Kazhinji vanosarudza kungonyarara zvavo asi vanenge vaine makomo-makomo eshungu.
What it means
You might see someone being quiet, but they carry deep feelings within their heart. Some people cannot express what is inside them, and often choose to just stay silent, even while carrying great turmoil.
Word for word
Although a millipede coils, it is grieved.
Mamwe mataurirwo
Rwavhi kufamba zvishoma asi shungu runadzo.