Tsumo · Unhu
Shungu dzembwa dziri mumwoyo kuhukura ndiko kududza.
Zvinorehwa
Munhu oga oga ane zvimwe zvinhu zvinomushungurudza pamwoyo wake kunyangwe achitaridza kufara nguva dzose. Anombochengeta zvigumbu izvi asi anozopedzisira ozvitaura.
What it means
Everyone carries things in their heart that trouble them, even while appearing happy all the time; they may hold onto these grievances for a while, but eventually they end up speaking about them.
Word for word
A dog's feelings are in its heart; its barking is their expression.