Tsumo · Unhu
Tsvaru anodana tivhu.
Zvinorehwa
Zviri nani kurega kutadzira munhu nyangwe napadoko nokuti zvinokonzera kuzotsividza kwake kukuru. Kana ukadenha munhu iye anokudzorera nokurwadzisa kwakarayanya.
What it means
It is better not to wrong someone even slightly, because it can provoke a much greater retaliation later; if you provoke someone, they will repay you with even greater pain.
Word for word
A light stroke invites a heavy blow.
Mamwe mataurirwo
Tsvaru ungodana tewe. (M)
Tsotsonyo akazvara tiwu. (tsotsonyo: ideo of tapping or provoking)