KwaunobvaTsumoUnhuChinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.

Tsumo · Unhu

Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.

Zvinorehwa

Hakuna munhu angaziva zviri muhana yomumwe munhu kunze kwaiye munhu wacho. Munhu oga oga ane zvinomunetsa mumwoyo make zvisingazivikamwi navamwe vanhu.

What it means

No one can know what is in another person's heart except that person themselves; everyone has their own private troubles that others cannot know about.

Word for word

(Only) the soil knows that the young of a mouse is sick.

Mamwe mataurirwo

Zvinozivikanwa nevhu kuti mwana wembeva anorwara.

Nyakuravira ndiye anoziva kuti nyama yalbva.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Nhava yebenzi haitani kusakara.

What it means

Someone who does not look after their belongings properly finds they wear out quickly.

Verenga

Swipe for the next proverb