Tsumo · Unhu
Chikomo shata divi rimwe ritambire pwere.
Zvinorehwa
Kana munhu aipa, ngaavewo nedzimwe tsika dzakanaka kuti agowana vamwe vanhu vanomuda.
What it means
Even a person who does bad things should also have some good qualities, so that they can still be liked by others.
Word for word
Little mountain, be difficult on one side so that children may play on the other.
Mamwe mataurirwo
Chikomo ipa rutivi rumwe rutambire pwere.
Muroyi royera kure ugowana anokuviga.