KwaunobvaDuramazwiGgonyoka

Duramazwi

gonyoka

Zvinoreva

Kana chinhu chagonyoka chinenge chisisina kutwasuka.

1

Kana chinhu chagonyoka chinenge chisisina kutwasuka.

Kuti pinimini kuzvongonyoka nokukasika, sezvinota muswe wagurwa pachipuka chipenyu.

Kuti pinyu kuzvongonyoka kana kutenderera, kana kusimuka nokukasika.

Kupinyinguka kuzvongonyoka senyoka, kana kutenderera nokukasira.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gonyora

Gonyora munhu anoita zvinhu zvinopikisana nezvinofarirwa navamwe.

Verenga

Swipe for the next word