Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gonyora munhu anoita zvinhu zvinopikisana nezvinofarirwa navamwe.
1
Gonyora munhu anoita zvinhu zvinopikisana nezvinofarirwa navamwe.
Gonyora munhu anoita zvinhu zvinopikisana nezvinofarirwa navamwe.
Hazvisi nyore kungonyora pfupiso kubva mudetembo usina kuita gadziriro yakakwana.
Sarudza musoro wenyaya mumwe chete pane mitanhatu inotevera iyi ugonyora rondedzero yako ina mapeji anokwana mana chete.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gonyorwa
Iri idanda rinenge risina kutasamuka, rinenge rakafonyoka-fonyoka.
VerengaSwipe for the next word