Duramazwi
gonzo
rat
Duramazwi
rat
Gonzo isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.
Gonzo isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.
Gonzo mhini gara mumwena chakaipa chikuwaniremo.
Muramu inzungu yakateya gonzo.
Gonzo imbeva inowanzogara mudzimba uye inoruma-ruma zvirimwa, nhumbi nemidziyo.
Duramazwi
01 / 03gonzvi
Gonzvi munhu anenge ari nyanzvi pakurwa.
VerengaSwipe for the next word