KwaunobvaDuramazwiCchabani

Duramazwi · zita

chabani

Zvinoreva

Chabani isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.

1

Chabani isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.

Chabani isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.

Zvakafanana

gonzo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chabata

Chabata mutemo wepamutambo wetsoro wokuti, kana munhu akangogunzva tsoro, ndiyo yootofanira kufamba, kwete kutamba imwe itsva.

Verenga

Swipe for the next word