KwaunobvaDuramazwiCcha

Zvinoreva

Kuti cha kurira kunoita chinhu chinenge chadonhera mumvura.

Izwi rinoreva kufuma pavanhu (dawn).

Kuti cha kubaya chinhu nebanga rinopinza uchiita zvokukasika chaizvo.

Ichi chiratidzanguva chinotaura nezvenguva ichauya.

Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 7. Pachirevo chinoti, "Chigayo chaVaShumba, cha- ndicho chirevamwene.

1

Kuti cha kutorera munhu chinhu chaakabata nokukasika uchishandisa chisimba.

Kujabvura hembe kungodzinyika mumvura nekudziwa cha wacha nekuchimbidza.

2

3

4

Siteji chinhanho cha unenge wasvika pakuita basa kana chimwe chinhu.

5

Ichi chiratidzanguva chinotaura nezvenguva ichauya.

Siteji chinhanho cha unenge wasvika pakuita basa kana chimwe chinhu.

Kuti waranu kubvisa jira kana chimwewo cha mbenge chakawaridzwa.

6

Ichi chivakiso chinoshandiswa muchiito kutaridza nguva iri pamberi.

Dai wangomira chete. Vanga vachauya havo.

7

Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 7. Pachirevo chinoti, "Chigayo chaVaShumba, cha- ndicho chirevamwene.

Kuti waranu kubvisa jira kana chimwewo cha mbenge chakawaridzwa.

Kuti cha kurira kunoita chinhu chinenge chadonhera mumvura.

Kundonya kuvhara rimwe ziso kuti unyatsoona nerasara, kana uchinanga chimwe chinhu cha-uri kuda kupfura.

Zvakafanana

chachapu

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chaa

Kuti chaa kuita zvinhu nyorenyore zvisina kana kuisa simba rakawanda mukati.

Verenga

Swipe for the next word