KwaunobvaDuramazwiCchabwi

Duramazwi

chabwi

churichubu

Zvinoreva

Kuti chabwi kupinda mumvura uchifamba zvokuti imwe mvura shoma inosimuka mudenga.

1

Kuti chabwi kupinda mumvura uchifamba zvokuti imwe mvura shoma inosimuka mudenga.

Takasvika kumba ichingova chabwi chabwi mumadhaka emvura yakanga yabva mukunaya.

Kuti chabwi kupinda mumvura uchifamba zvokuti imwe mvura shoma inosimuka mudenga.

Zvakafanana

churi · chubu

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chabwi chabwi

Kuti chabwi chabwi kufamba kwemunhu mu

Verenga

Swipe for the next word