Duramazwi
Zvinoreva
isina kudzika kana mumachakwi. Takazongonzwa yava chabwi chabwi makumbo atsika mvura, sezvo taifamba murima.
Kuchabwidza kutsika mumvura zvine simba yobva yasimuka mudenga.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chabwira
Kana uchichabwira unenge uchitambira mumvura kana mumadhaka. Pwere dzinofarira kuchabwira mumadhaka nguva dzose.
VerengaSwipe for the next word