KwaunobvaDuramazwiCchacha

Duramazwi

chacha

Zvinoreva

Kuchacha kuwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu kana chimwe chokutemesa.

1

Kuchacha kuwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu kana chimwe chokutemesa.

Vanhu vakaregerwa vachichacha miti nyika inoita gwenga takarivara.

Munhu ane tsika dzouhure anotorwa sechachacha.

Kuchacha kuwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu kana chimwe chokutemesa.

2

Kuchacha kuita chinhu kwenguva refu usingazvipi nguva yokunyatsoongorora kana zviri zvinhu zvakanaka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachacha

Kuti chachacha kudonha kwemadonhwe emvura paivhu ratonyorova kare.

Verenga

Swipe for the next word