KwaunobvaDuramazwiCchachacha

Zvinoreva

Kuti chachacha kudonha kwemadonhwe emvura paivhu ratonyorova kare.

Chachacha ndemamwe madzanirwe engoma.

Kana mvura ichiti chachacha inenge ichibva pakakwirira ichindowira pasi.

1

Mvura yomubvumbi inonaya ichiti chachacha usiku hwose.

Takatambirwa chachacha nezvigure.

Kana mvura ichiti chachacha inenge ichibva pakakwirira ichindowira pasi.

2

Chachacha ndemamwe madzanirwe engoma.

Takatambirwa chachacha nezvigure.

Kana mvura ichiti chachacha inenge ichibva pakakwirira ichindowira pasi.

3

Chachacha musambo wemumhanzi worudzi rwerumba yaimboridzwa kare.

4

Chachacha kuva munhu asina tsika dzakanaka.

Munhu ane tsika dzouhure anotorwa sechachacha.

5

Kana mvura ichiti chachacha inenge ichibva pakakwirira ichindowira pasi.

Takatambirwa chachacha nezvigure.

Kana mvura ichiti chachacha inenge ichibva pakakwirira ichindowira pasi.

Kuti chachacha kudonha kwemadonhwe emvura paivhu ratonyorova kare.

Zvakafanana

chachama

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachada

Kuchachada kubvisa imwe nyama uchicheka yaunosarudza.

Verenga

Swipe for the next word