KwaunobvaDuramazwiCchachadza

Duramazwi

chachadza

-enga-chachada

Zvinoreva

Kuchachadza kuvhura mvura papombi zvekuti inobuda yakawandisa ichingozara pese pese.

1

Kuchachadza kuvhura mvura papombi zvekuti inobuda yakawandisa ichingozara pese pese.

Kuchachadza kuvhura mvura papombi zvekuti inobuda yakawandisa ichingozara pese pese.

2

Kuchachadza kuisa nyama ine mafuta akawandisa pamoto uine chinangwa chokuti anyunguduke, agobva panyama, ugozoashandisa neimwe nguva.

Kana mafuta ekubikisa achinetsa kuwana, tinochachadza nyama yakakora kuti tiitise mafuta.

Zvakafanana

-enga · -chachada

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachama

Kuchachama kudonha kwemvura zhinji pavhu nyoro.

Verenga

Swipe for the next word