KwaunobvaDuramazwiCchachama

Duramazwi

chachama

chachararachachavacharanjanja

Zvinoreva

Kuchachama kudonha kwemvura zhinji pavhu nyoro.

Chachacha.

Kana munhu achinzi ati chachama anenge aramba kusandura mafungire ake nokuda kokuti anenge achiti zvaanofunga ndicho chokwadi.

1

Kana mvura yanaya kwenguva refu inopedzisira yava kuchachama.

Tezvara vakati chachama neshoko ravo rokuti roora vanorida rose nguva iyoyo.

2

3

Zvakafanana

chacharara · chachava · charanjanja

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachamadza

Kana wakachamadza unenge wakatsigira chinhu chiri mudenga kuti chisawira pasi.

Verenga

Swipe for the next word