Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chachava kutadza kufamba, kazhinji kunokonzwerwa nekukuvara kana kurwadziwa.
1
Kuti chachava kutadza kufamba, kazhinji kunokonzwerwa nekukuvara kana kurwadziwa.
Murume mukuru akati chachava makumbo abatwa nechiveve.
Kuti chachava kutadza kufamba, kazhinji kunokonzwerwa nekukuvara kana kurwadziwa.
2
Kuti chachava kuramba munhu wakaomerera pane zvaunoda nokufunga usingatoriwo maonero avamwe.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chachavadza
Kuchachavadza kuita zvinokanganisa mashandiro echimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word