Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chachu kutema mashanga seechibage nebadza kana chimwe chinobvira kutema nacho.
Kana ukati chachu unenge watora chinhu chokudya chichiri pamoto sezvinowanzoitwa neanokara.

Ndakati chachu nyama mugapu ndaona kuti hapana aindiona.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chachuka
Kana nyama ichichachuka inenge ichibvira kutora ichiri kubikwa pachoto.
VerengaSwipe for the next word